RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/11 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 19
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 19
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 9/11 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaSeptember 19

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 19

Rwiyo 78 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 9 ¶19-24, bhokisi riri pap. 73 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 135-141 (10 min.)

Nha. 1: Pisarema 137:1–138:8 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei Mashoko aPauro Ari Pana VaRoma 14:7-9 Achinyaradza? (5 min.)

Nha. 3: Umambo hwaMwari Huchaita Kuti Nyika Ive Paradhiso—rs-CA p. 354 ¶5-7 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 60

5 min: Zviziviso.

10 min: Takaita Sei Gore Rakapera? Hurukuro inopiwa nomutariri webasa. Dzokororai zvakaitwa neungano mugore rebasa rakapera, monyanya kutaura zvakanaka zvakaitwa, uye moirumbidzawo pazvinenge zvakakodzera. Bvunzurudzai muparidzi mumwe kana vaviri vane zvakaitika zvinonakidza. Taurai nzira imwe kana mbiri dzokuita nadzo ushumiri dzinogona kuvandudzwa neungano yenyu gore riri kuuya, uye taurai mazano amungashandisa.

10 min: Ungatsanangura Here? Kukurukurirana kubva mubhuku raTakarongwa peji 198, mibvunzo 12-13.

10 min: “Jehovha Ari Kutidzidzisa Kuita Basa Racho.” Mibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 117 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe