RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/11 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 11
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 11
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 7/11 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJuly 11

VHIKI INOTANGA NAJULY 11

Rwiyo 34 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 6 ¶9-16 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 69-73 (10 min.)

Nha. 1: Pisarema 72:1-20 (4 min. kana asingasviki)

Nha. 2: Umambo hwaMwari Huchaitei Kuhurumende Dzevanhu?—rs-CA p. 349 ¶5–p. 350 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Zvingadzidzwa Nevechiduku Kuna Mambo Hezekiya naJosiya (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 79

5 min: Zviziviso.

10 min: Shandisa Mibvunzo Pakudzidzisa Zvinobudirira—Chikamu 3. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri papeji 239. Enzanisirai kwekanguva kadiki pfungwa imwe kana mbiri dziri pamapeji acho.

10 min: “‘Ivai Netsitsi Kwazvo.’” Mibvunzo nemhinduro.

10 min: Ivai Nechokwadi Chokuti Zvinhu Zvinokosha Kupfuura Zvimwe Ndezvipi. (VaF. 1:10) Bvunzurudzai musoro wemhuri mumwe chete kana vaviri vanobuda muushumiri nguva dzose, uye vanoshingaira pasinei nokuti vanoenda kubasa kana kuti vane zvakawanda zvokuita kuti vatarisire mhuri. Vanowana sei nguva yokuita ushumiri ivo vaine purogiramu ine zvakawanda zvokuita? Kubuda muushumiri nguva dzose kwakavabatsira sei ivo nemhuri dzavo?

Rwiyo 73 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe