Purogiramu Yevhiki yaJune 20
VHIKI INOTANGA NAJUNE 20
Rwiyo 63 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 5 ¶9-16, mabhokisi ari pamap. 41-42 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 45-51 (10 min.)
Nha. 1: Pisarema 48:1–49:9 (4 min. kana asingasviki)
Nha. 2: Umambo hwaMwari Ihurumende Chaiyo Here?—rs-CA p. 348 ¶4–p. 349 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: Sezvo Upenyu Huri Chipo, Nei Tichifanira Kushandira Ruponeso Rwedu?—VaR. 6:23; VaF. 2:12 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Zvichagoverwa Muna July. Kukurukurirana. Taurai muchidimbu zviri mumabhurocha achagoverwa muna July. Madaro itai kuti mharidzo imwe kana kuti mbiri dzienzanisirwe.
10 min: Kubva Mumuromo Mevacheche. (Mat. 21:15, 16) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2011 reChirungu peji 53, ndima 3, uye peji 58, ndima 1-2. Pamunopedza kukurukura chinoitika chimwe nechimwe, kumbirai vateereri kuti vataure zvavanenge vadzidza.
10 min: “Kupupurira Mumugwagwa Zvinobudirira.” Mutariri webasa achakurukurirana nevateereri nemibvunzo nemhinduro. Taurai kushanda kunoita mashoko acho mundima yenyu. Enzanisirai kwenguva pfupi pfungwa imwe kana mbiri kubva munyaya yacho.
Rwiyo 107 Nemunyengetero