RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/11 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJune 13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJune 13
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 13
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 6/11 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJune 13

VHIKI INOTANGA NAJUNE 13

Rwiyo 45 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 5 ¶1-8, bhokisi riri pap. 39 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 38-44 (10 min.)

Nha. 1: Pisarema 41:1–42:5 (4 min. kana asingasviki)

Nha. 2: Mienzaniso yomuBhaibheri Youshamwari Hwepedyo Uye Unhu Hwatingatevedzera (5 min.)

Nha. 3: Mazuva Ano Uprofita Hune Chokuita Nokudzorerwa kwaIsraeri Huri Kuzadzika Kuna Vanaani?—rs-CA p. 395 ¶2–p. 396 ¶1 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 87

5 min: Zviziviso.

10 min: Nzira Dzokuparidza Nadzo Mashoko Akanaka—Kuitisa Zvidzidzo zveBhaibheri Zvepamusha. Kukurukurirana kubva mubhuku rinonzi Takarongwa, peji 98, ndima 1, kusvika pandima 4. Kumbirai vateereri kuti vataure nezvemufaro wavakawana pakudzidzisa mumwe munhu chokwadi uye kumuona achifambira mberi mune zvokunamata. Munogona kufanoronga kuti munhu mumwe chete kana vaviri vazotaura.

10 min: Ndezvipi Zvinodiwa Panyaya Yokuroorana, Kurambana, Uye Kuparadzana kwevaKristu? Hurukuro inopiwa nemukuru kubva mubhuku rinonzi Takarongwa, mapeji 194-195, mibvunzo 1-3.

10 min: “Tinofanira Kuita Ushumiri Hwedu—Tichishivirira.” Mibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 103 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe