RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/11 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 5/11 p. 4

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna May: Magazini eNharireyomurindi neMukai! Pamunodzokera kune vanhu vanofarira, kusanganisira vaya vakapinda Chirangaridzo kana zvimwe zviitiko zvokunamata asi vasiri kuwadzana neungano, fungai nezvokutanga zvidzidzo muchishandisa bhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei. June: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho, vaparidzi vangagovera chero bhuku rine mapeji 192 rakadhindwa papepa rinochinja ruvara kana kuti chero bhuku rakabudiswa 1995 asati asvika. July naAugust 2011: Chero bhurocha ripi zvaro rine mapeji 32 pane ari pasi apa rinofarirwa nevanhu vari munzvimbo yenyu: Mwari Anotiitira Hanya Zvomenemene Here?, Farikanya Upenyu Pasi Pano Nokusingaperi!, Rambai Makarinda!, Unofanira Kudavira Utatu Here?, Zita raMwari Richagara Nokusingaperi, Hurumende Ichaunza Paradhiso, Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?, Apo Mumwe Munhu Waunoda Anofa, Midzimu Yevakafa—Inogona Kukubetsera Here Kana Kuti Kukukuvadza? Ko Iyo Iriko Chaizvoizvo Here? “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe