RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/11 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 2

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 2
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 2
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 4/11 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaMay 2

VHIKI INOTANGA NAMAY 2

Rwiyo 99 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 3 ¶4-11 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Jobho 38-42 (10 min.)

Nha. 1: Jobho 40:1-24 (4 min. kana asingasviki)

Nha. 2: Kuva Munyoro Uye Kushivirira Kunobatsirei? (5 min.)

Nha. 3: Kana Mumwe Munhu Akati: “Unogamuchira Jesu soMuponesi Wako Here?”​—rs-CA p. 104 ¶1-2 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 82

10 min: Zviziviso. Muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji ino, enzanisirai kuti chidzidzo chingatangwa sei paMugovera wokutanga muna May. Kurudzirai vose kuti vave nezvavachaitawo.

15 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Gadzirira Kugovera Magazini Muna May. Kukurukurirana. Taurai kweminiti imwe kana maviri zviri mumagazini acho. Zvadaro, sarudzai nyaya mbiri kana nhatu uye kumbirai vateereri kuti vataure mibvunzo nemagwaro zvingashandiswa mumharidzo. Enzanisirai kugoverwa kungaitwa magazini imwe neimwe.

Rwiyo 91 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe