RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/11 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 25
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 25
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 4/11 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaApril 25

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 25

Rwiyo 108 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 3 ¶1-3, mabhokisi ari pamap. 23-27 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Jobho 33-37 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 117

5 min: Zviziviso. “Ashandise Pane Kuachengeta.” Hurukuro. Zivisai vateereri nezvemabhuku chero api zvawo ekare akawandisa ari muungano.

30 min: “Mazuva Matatu Okuzorodzwa Mune Zvokunamata.” Mibvunzo Nemhinduro. Kurukurai “Zviyeuchidzo Zvegungano Reruwa ra2011.” Pamunokurukura ndima 5 kumbirai mutariri webasa kuti atsanangure zvakarongwa neungano yenyu pakuparadzira mapepa okukokera vanhu kugungano.

Rwiyo 119 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe