RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/11 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 11
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 11
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 4/11 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaApril 11

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 11

Rwiyo 44 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 2 ¶8-15 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Jobho 21-27 (10 min.)

Nha. 1: Jobho 25:1–26:14 (4 min. kana asingasviki)

Nha. 2: Nei Muchinjikwa Usingafaniri Kuonekwa Sechinhu Chinonamatwa? (5 min.)

Nha. 3: Jesu Kristu Ndiye Mikaeri Ngirozi Huru Here?—rs-CA p. 102 ¶2-4 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 98

5 min: Zviziviso. Zivisai ungano nezvezviri kuitwa muungano yenyu pamushandirapamwe wokukokera vanhu kuChirangaridzo.

10 min: Dyara Mbeu Yako, Uye Usarega Ruoko Rwako Ruchizorora. (Mup. 11:6) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2011 reChirungu peji 170, ndima 2, kusvika papeji 173, ndima 4. Pamunopedza kukurukura chinoitika chimwe nechimwe, kumbirai vateereri kuti vataure zvavanenge vadzidza.

10 min: Kupupura Kwatingaita Tichishandisa Tsamba. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 71-73.

10 min: “Uchapupu Hwakasimba Huchapiwa.” Mibvunzo Nemhinduro.

Rwiyo 8 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe