RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/11 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 21
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 21
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 3/11 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaMarch 21

VHIKI INOTANGA NAMARCH 21

Rwiyo 47 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 1 ¶10-15, chati iri pap. 12 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Jobho 6-10 (10 min.)

Nha. 1: Jobho 8:1-22 (4 min. kana asingasviki)

Nha. 2: Kutenda Muna Jesu Kristu Ndiko Chete Kunodiwa Kuti Munhu Aponeswe Here?—rs-CA p. 100 ¶5 (5 min.)

Nha. 3: Tingashandisa Sei Zano Riri Pana Mateu 10:16? (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 114

5 min: Zviziviso.

15 min: Shandisa Bhaibheri Pakupindura. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 143-144. Ivai nemienzaniso miviri inoratidza muparidzi achibvunzwa mubvunzo ungangobvunzwa mundima yenyu. Mumuenzaniso wokutanga, anopa mhinduro yakarurama asi asingashandisi Bhaibheri. Mumuenzaniso wechipiri, anoshandisa Bhaibheri pakupindura. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti nei muenzaniso wechipiri wanga wakanaka.

15 min: “Kuparadzirwa Kwemapepa Okukokera kuChirangaridzo Kuchatanga Pana April 2.” Mibvunzo nemhinduro. Ipai muparidzi mumwe nomumwe kopi yepepa rokukokera kuChirangaridzo, uye kurukurai mashoko arimo. Taurai zvakarongwa kuitira kuti ndima yose ishandwe. Ivai nemuenzaniso wemharidzo.

Rwiyo 109 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe