Purogiramu Yevhiki yaMarch 14
VHIKI INOTANGA NAMARCH 14
Rwiyo 101 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 1 ¶1-9, tsamba iri pap. 2 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Jobho 1-5 (10 min.)
Nha. 1: Jobho 3:1-26 (4 min. kana asingasviki)
Nha. 2: Tingadzidzei Kubva Pamuenzaniso Wevanasikana vaZerofehadhi?—Num. 36:10-12 (5 min.)
Nha. 3: Zvishamiso Zvakaitwa naJesu Zvinoratidza Here Kuti Iye ndiMwari?—rs-CA p. 100 ¶1-3 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
15 min: Kushumira Jehovha Kunopfumisa. (Zvir. 10:22) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2010 reChirungu, peji 225, ndima 1, kusvika papeji 226, ndima 2; mapeji 227-228; uye peji 232, ndima 1, kusvika papeji 233, ndima 1. Pamunopedza kukurukura chinoitika chimwe nechimwe, kumbirai vateereri kuti vataure zvavanenge vadzidza.
15 min: “Ngatiratidzei Kuonga Kwedu.” Mibvunzo nemhinduro. Taurai urongwa hweChirangaridzo.
Rwiyo 8 Nemunyengetero