RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/11 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 14
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 14
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 2/11 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 14

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 14

Rwiyo 72 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 17 ¶16-20, bhokisi riri pap. 181 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Nehemiya 9-11 (10 min.)

Nha. 1: Nehemiya 11:1-14 (4 min. kana asingasviki)

Nha. 2: Mateu 1:23 Inoratidza Here Kuti Jesu Paaiva Pasi Pano Aiva Mwari?—rs-CA p. 98 ¶1-3 (5 min.)

Nha. 3: Mutsa waMwari Usina Kukodzera Kuwanwa Unoratidzwa Munzira Dzipi?—1 Pet. 4:10 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 48

5 min: Zviziviso.

12 min: Kukurukura Kwatingaita Nevanhu Vatisingazivi. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 62-64. Bvunzai muchidimbu muparidzi anozivikanwa nokukwanisa kwake kutanga kukurukura nevanhu paanenge achiparidza zvisina kurongwa kana kuti paimba neimba.

18 min: “Mwaka weChirangaridzo​—Mukana Webasa Rakawedzerwa!” Mutariri webasa achakurukurirana nevateereri nemibvunzo nemhinduro. Kana mapedza kukurukura nyaya yacho, taurai nezvourongwa hwemisangano yebasa romumunda mumwedzi yaMarch, April, naMay. Taurai nezvemapurogiramu angaita kuti vanhu vari mumamiriro ezvinhu akasiyana-siyana vakwanise kusvitsa maawa 50 pamwedzi muushumiri. Bvunzai vaparidzi vaviri kana vatatu vakapayona mumwaka weChirangaridzo wegore rakapera pasinei nokuti vaiva nepurogiramu yakabatikana kana kuti utano husina kunaka.

Rwiyo 8 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe