RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/11 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 24
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 24
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 1/11 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 24

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 24

Rwiyo 53 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 16 ¶15-20, bhokisi riri pap. 171 (25 min)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Ezra 6-10 (10 min)

Nha. 1: Ezra 7:1-17 (4 min kana asingasviki)

Nha. 2: Jesu Akaratidza Sei Kuti Akakodzera Kutonga saMambo? (5 min)

Nha. 3: Jesu Kristu ndiMwari Zvechokwadi Here?—rs-CA p. 96¶1-2 (5 min)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 30

5 min: Zviziviso. Taurai zvichagoverwa muna February, uye enzanisirai mharidzo imwe chete.

20 min: “Rubatsiro Kumhuri.”—Chikamu 1. (Ndima 1-6 uye bhokisi riri papeji 6.) Mibvunzo nemhinduro. Kurudzirai vateereri kuti vaedze kushandisa mamwe emazano ari mubhokisi riri papeji 6 pamanheru avo oKunamata Kwemhuri achatevera. Vhiki inotevera nyaya yacho yose paichange yakurukurwa, vanozova nemukana wokutaura kuti mhuri yavo yakabatsirwa sei.

10 min: Gadzirira Kugovera Magazini Muna February. Kukurukurirana. Dzokororai kweminiti imwe kana maviri zviri mumagazini acho. Chisarudzai nyaya mbiri kana nhatu uye kumbirai vateereri kuti vape mibvunzo nemagwaro zvingagona kushandiswa mumharidzo. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

Rwiyo 32 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe