RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/10 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 20
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 20
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 12/10 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaDecember 20

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 20

Rwiyo 79

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 15 ¶1-7

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Makoronike 20-24

Nha. 1: 2 Makoronike 20:1-12

Nha. 2: Chii Chinodiwa Pakudzidza Uye Kutaura Mutauro Wakachena? (Zef. 3:9)

Nha. 3: Jesu Kristu Aiva Munhu Chaiye Here? (rs-CA p. 93 ¶1–p. 94 ¶2)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 12

5 min: Zviziviso.

15 min: Wakambozviedza Here? Kukurukurirana nevateereri. Mukurukuri ngaadzokorore muchidimbu nyaya dzaiva muUshumiri Hwedu hwoUmambo dzaiti: “Pawaishanya Kekutanga, Wakamboratidza Here Saimba Madzidziro Atinoita?” uye “Kudzidzisa Kwatingaita Vatsva Kuparidzira” (km-CA 5/10) uye “Unogona Kuparidza Zvisina Kurongwa!” (km-CA 8/10). Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vakashandisa sei mazano ari munyaya idzi uye akavabatsira sei.

15 min: “Nyaya Itsva Dzokushandisa Pakutanga Zvidzidzo zveBhaibheri.” Mibvunzo nemhinduro. Musati matanga kukurukura, tangai nokupa vaparidzi vose vangave vasina kuuya neNharireyomurindi yavo yaJanuary 1, 2011. Pedzisai nemuenzaniso mumwe chete kana miviri inoratidza kushandisa kwatingaita nyaya inoti, “Dzidza Kubva Mushoko raMwari—Sei Uchifanira kuDzidza Kubva Kuna Mwari?” pakutanga chidzidzo cheBhaibheri.

Rwiyo 17

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe