RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/10 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 6
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 6
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 11/10 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaDecember 6

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 6

Rwiyo 21

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 14 ¶10-16

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Makoronike 10-14

Nha. 1: 2 Makoronike 13:1-12

Nha. 2: Jehovha Anochengetedza Sei Vakavimbika Vake? (Pis. 37:28)

Nha. 3: Kana Mumwe Munhu Akati: “Nei Musingaitiwo Zvinhu Zvinobatsira Nyika Kuti Ive Nzvimbo Iri Nani Yokugara?” (rs-CA p. 420 ¶4–p. 421 ¶3)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 102

10 min: Zviziviso. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika zvinonakidza pavaigovera bhurocha rinonzi Bhaibheri Rinombotaura Nezvei? kana kuti pavairishandisa kutanga zvidzidzo zveBhaibheri.

15 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Kuremekedza Kwatingaita Vanhu Muushumiri. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri peji 190 kusvika kupeji 192, ndima 2.

Rwiyo 128

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe