RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/10 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 9
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 9
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 8/10 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaAugust 9

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 9

Rwiyo 5

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 8 ¶18-22, bhokisi riri pap. 86

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Madzimambo 21-22

Nha. 1: 1 Madzimambo 22:1-12

Nha. 2: Kana Kuzvitonga Kuchiita Kuti Munhu Atevedzere Nyika, Anova Pasi Paani? (rs-CA p. 202 ¶7-8)

Nha. 3: Muenzaniso waEriya Unotidzidzisei Nezvomunyengetero? (Jak. 5:18)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 15

5 min: Zviziviso.

10 min: Dzidziso Yokushanduka-Shanduka Ndeyesayenzi Zvechokwadi Here? Kukurukurirana nevateereri muchishandisa bhuku raKukurukurirana, papeji 156 ndima 1 kusvika kupeji 160 ndima 5. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika pavaishandisa mashoko aya vachipupurira kuchikoro kana kuti pane imwewo nguva. Kana kuti munogona kukurukura zvimwe zviri pachikamu chamaifanira kuzoita pavhiki yegungano renyu reruwa.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: “Urongwa Hwakaitirwa Vashumiri vechiKristu.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Taurai mazuva egungano redunhu riri kuuya kana mava kuaziva. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti gungano redunhu rakapedzisira kuitwa rakavabatsira sei.

Rwiyo 117

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe