RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/10 p. 3
  • Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 6/10 p. 3

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

Mibvunzo inotevera ichakurukurwa paChikoro chaMwari choUshumiri vhiki inotanga naJune 28, 2010. Mutariri wechikoro achaitisa kudzokorora kwemaminitsi 20 kunobva pane zvakadzidzwa muhurukuro dzevhiki yaMay 3 kusvika kuvhiki yaJune 28, 2010.

1. Tingadzidzei pakuchema kwakaitwa naDhavhidhi pakafa Abhineri? (2 Sam. 3:31-34) [w05-CA 5/15 p. 17 ndima 5; w06-CA 7/15 p. 21 ndima 9-10]

2. Chikanganiso chipi chakaitwa naNatani, uye nei Jehovha asina kumubvisa pakuva muprofita? (2 Sam. 7:3) [rs-CA p 403 ndima 2]

3. Tinodzidzei pachikanganiso chakaitwa naDhavhidhi chakanyorwa pana 2 Samueri 6:8, 9? [w05-CA 5/15 p. 17 ndima 8; w96-CA 4/1 p 29 ndima 1]

4. Nei zvakaitwa naDhavhidhi kuna Mefibhosheti zvakaratidza kuti aiva nemutsa uye isu tinodzidzei? (2 Sam. 9:7) [w02-CA 5/15 p. 19 ndima 5]

5. Zvidzidzo zvipi zvatinowana kubva paukama hwaiva naItai muGati naMambo Dhavhidhi? (2 Sam. 15:19-22) [w09-CA 5/15 map. 27-28]

6. Tichishandisa Magwaro, tingaratidza sei kuti kupomerwa kwaiitwa Mefibhosheti naZibha kwaiva kwenhema? (2 Sam. 16:1-4) [w02-CA 2/15 map. 14-15 ndima 11, mashoko omuzasi]

7. Dhavhidhi paakakumbira Bhazirai aive nemakore 80 kuti ashande muimba yake youmambo, nei Bhazirai akasarudza Kimhamu? (2 Sam. 19:33-37) [w07-CA 6/1 p. 24 ndima 13]

8. Kuzvininipisa kwaJehovha kwakaita kuti Dhavhidhi ave mukuru sei? (2 Sam. 22:36) [w07-CA 11/1 p. 5 ndima 2; w04-CA 11/1 p. 29]

9. Nei Adhonija akaedza kubvuta chigaro choumambo Dhavhidhi achiri mupenyu? (1 Madz. 1:5) [w05-CA 7/1 p. 28 ndima 5]

10. Nei Jehovha akapindura munyengetero waSoromoni wokukumbira uchenjeri uye kunzwisisa? (1 Madz. 3:9) [w05-CA 7/1 p. 30 ndima 2]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe