RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/10 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaJune 21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJune 21
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 21
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 6/10 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaJune 21

VHIKI INOTANGA NAJUNE 21

Rwiyo 52

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 6 ¶10-18

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Madzimambo 1-2

Nha. 1: 1 Madzimambo 1:1-14

Nha. 2: Kushandisa Zvifananidzo Kungaita Sei Pane Ramangwana Redu? (rs-CA p. 430 ¶3-6)

Nha. 3: Nei Kuteerera Mwari Kwakanakira Miviri Yedu Uye Kunamata Kwatinoita?

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 130

5 min: Zviziviso.

15 min: Mabhurocha Achagoverwa Muna July. Kukurukurirana nevateereri. Taurai muchidimbu zviri mumabhurocha achagoverwa muna July, madaro itai kuti mharidzo mbiri dzienzanisirwe.

15 min: “Gara Wakagadzirira Kutanga Chidzidzo cheBhaibheri.” Mibvunzo nemhinduro. Ivai nemuenzaniso unenge uchiratidza kushandiswa kungaitwa turakiti rinonzi Ziva Chokwadi kutanga chidzidzo cheBhaibheri pakushanyirazve munhu anenge agamuchira bhurocha richagoverwa muna July.

Rwiyo 92

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe