RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/10 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJune 14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJune 14
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 14
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 6/10 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJune 14

VHIKI INOTANGA NAJUNE 14

Rwiyo 115

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 6 ¶1-9

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Samueri 22-24

Nha. 1: 2 Samueri 22:1-20

Nha. 2: Mutemo Wakava Sei Muperekedzi Anotungamirira Kuna Kristu? (VaG. 3:24)

Nha. 3: Tinofanira Kunzwa Sei Nezvezvidhori Chero Zvipi Zvazvo Zvataimboremekedza? (rs-CA p. 429 ¶5–p. 430 ¶2)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 101

5 min: Zviziviso.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana nevateereri. Rumbidzai ungano pane zvayakaita mumwaka weChirangaridzo, uye taurai zvacho zvakaitwa. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika zvakavanakidza pavaiita upiyona hwebetsero.

10 min: Kudzidzisa Kwakanaka kunosanganisira Kuratidza Kushanda Kwemashoko Acho. Hurukuro inobva pamashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 60.

10 min: “Ziso Rako Rakanaka Here?” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 7

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe