Purogiramu Yevhiki yaJune 7
VHIKI INOTANGA NAJUNE 7
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cf-CA chits. 5 ¶16-20, bhokisi riri pap. 55
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 2 Samueri 19-21
Nha. 1: 2 Samueri 19:11-23
Nha. 2: Mwari Anoona Sei Zvifananidzo Zvinonamatwa? (rs-CA p. 429 ¶1-4)
Nha. 3: Zvinoitwa naDhiyabhorosi Kuti Apofumadze Vanhu Kuti Vasaona Chokwadi (2 VaK. 4:4)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Pupurira Zvinonzwisiswa Nevamwe. Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 226-229.
10 min: Zvomuungano yenyu.
10 min: Nzira Dzokuparidza Nadzo Mashoko Akanaka—Kushanda Ndima Dzine Mitauro Yakawanda. Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku raTakarongwa, peji 107, ndima 1-2. Bvunzai kwenguva pfupi mutariri webasa. Iungano dzipi dzinoshandisa mitauro yokune dzimwe nyika dziri kushanda mundima iyoyo? Urongwa hupi huripo hwokuti ungano idzi dzipupurire vanhu vose pasina kudzokorora kutaura nevanhu vanenge vamboparidzirwa kare?