RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/10 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 26
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 26
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 4/10 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaApril 26

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 26

Rwiyo 82

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 3 ¶20-24, bhokisi riri pap. 34

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 26-31

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 135

5 min: Zviziviso.

5 min: Gadzirira Kugovera Nharireyomurindi neAwake! Tangai napiyona achienzanisira kugovera kwaaizoita Nharireyomurindi neAwake! Bvunzai kwenguva pfupi vateereri nyaya, mibvunzo nemagwaro zvavanofunga kuzoshandisa.

25 min: “Magungano Eruwa—Nguva Yokunamata Kunofadza.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Kana nguva iripo, kurukurai zviyeuchidzo zvinoshanda kuungano yenyu zviri pamapeji 6-7 panoti “Zviyeuchidzo Zvegungano Reruwa.”

Rwiyo 104

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe