RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/10 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 12
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 12
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 4/10 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaApril 12

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 12

Rwiyo 16

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 3 ¶1-9

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 19-22

Nha. 1: 1 Samueri 21:​1-9

Nha. 2: Tinofanira Kuona Sei Zvinhu Zvinovengwa naJehovha? (Zvir. 6:16-19)

Nha. 3: Zvinhu Zvipi Zvinofanira Kutibatsira Kusarudza Zvokuita Panyaya Dzemhemberero? (rs-CA p. 217 ¶4–p. 218 ¶2)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 9

5 min: Zviziviso.

10 min: Svika Pamwoyo Nokukurudzira Vateereri Kufunga. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri papeji 58, ndima 3, kusvika kunoperera kamusoro kaduku kanotangira papeji 59.

20 min: “Nyengetedza Paunenge Uchidzidzisa.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Mapedza kukurukura ndima 4, itai kuti piyona aenzanisire matangiro aangaita kudzidza nemunhu Bhaibheri achishandisa bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei achibatanidzawo mazano ataurwa munyaya ino.

Rwiyo 10

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe