Purogiramu Yevhiki yaMarch 8
VHIKI INOTANGA NAMARCH 8
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cf-CA chits. 1 ¶8-15
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 1-4
Nha. 1: 1 Samueri 2:18-29
Nha. 2: Jesu Akadzidzisa Nezvokutambudzwa Kwevakaipa Here Pashure Pokunge Vafa? (rs-CA p. 79 ¶5)
Nha. 3: Magwaro Anoratidza Kuti Jehovha Anoda Vana
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Paunenge Uchiparidzira Unotaura Zvinonzwika Here Kuna Saimba? Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, papeji 109, ndima 3, kusvika panoperera chitsauko chacho.
20 min: “Kuratidza Kuonga Chipo chaMwari Chikuru.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Mapedza ndima 3, kurukurai nezveurongwa hweungano yenyu hwokuparadzira mahendibhiri okukokera vanhu kuChirangaridzo. Ivai nomuenzaniso wapiyona webetsero anenge achiratidza kushandisa kwaachaita hendibhiri racho. Apedza, mubvunzei kuti zvii zvaakaita kuti awane mukana wokuita upiyona hwebetsero, uye kuti zvakamubatsira sei.