RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/09 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 28
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 28
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 12/09 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaDecember 28

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 28

Rwiyo 84

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 14 ¶15-19, bhokisi riri pap. 167

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Joshua 12-15

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 35

5 min: Zviziviso. Taurai nezvenyaya inoti “Wagadzirira Here Kuimbira Jehovha Pamisangano Yedu?” Kurudzirai vose kuuya nebhuku ravo idzva renziyo kutanga muna January.

10 min: Kupindura Kwaungaita. Kukurukurirana nevateereri nezvekuramba kuparidzirwa kunowanzoita vanhu mundima yenyu. Ivaiwo nemuenzaniso muchishandisa mamwe marambiro anowanzoita vanhu kuparidzirwa. (Ona bhuku raKukurukurirana, mapeji 43-46.)

10 min: Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri. Zivisai musi unotevera wokutanga zvidzidzo zveBhaibheri. Chii chakaitwa mundima yenyu pamaitsvaka vanhu vokudzidzisa Bhaibheri? Kumbirai piyona kana muparidzi kuti atsanangure kana kuti aenzanisire mharidzo yave ichibudirira mundima yenyu.

10 min: Bhuku Richagoverwa Muna January. Taurai muchidimbu zviri mubhuku racho. Kurukurai nemuparidzi nzira dzingashandiswa kutanga chidzidzo cheBhaibheri zvisina kurongwa pachishandiswa bhuku richagoverwa mumwedzi iwoyo. Kurudzirai vose kuti vave nechinangwa chokutanga chidzidzo cheBhaibheri mumwedzi wacho.

Rwiyo 193

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe