RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/09 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 14
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 14
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 12/09 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaDecember 14

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 14

Rwiyo 41

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 14 ¶1-9

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Joshua 6-8

Nha. 1: Joshua 8:1-17

Nha. 2: Mvura Inoparadza Nyika—Zvichaitika Zvakare Here? (lr-CA chits. 46)

Nha. 3: Nei Zano Riri Pana Muparidzi 7:21, 22 Richibatsira?

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 161

5 min: Zviziviso.

15 min: Nei Ndichitya Kuudza Vamwe Zvandinotenda? Hurukuro inobva muAwake! yaJuly 2009, mapeji 24-27. Ivai nemuenzaniso unoratidza vabereki vachishandisa manheru eKunamata Kwemhuri kubatsira mwana wavo kuti agadzirire kupindura mibvunzo kuchikoro. Vanotsvakurudza mashoko uye vanokurukura mumwe wemibvunzo iri papeji 25, vobva vadzidzira mwana wacho achipindura mubvunzo wacho. Panzvimbo pehurukuro iyi mungadzokorora tsamba yakanga yakanzi SDD August 11, 2009, Kuungano Dzose Dziri muZimbabwe. Ivai nemuenzaniso wataurwa pamusoro apa.

15 min: “Shingaira Kuparidza!” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Pamunokurukura ndima 4, bvunzai muparidzi weUmambo anoshingaira mibvunzo inotevera: Matanho api amakatora kuti musaremerwa nezvinhu zvisina basa zviri munyika? Makabatsirwa sei nekushingairira kuparidza?

Rwiyo 92

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe