RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/09 p. 6
  • Purogramu Yevhiki yaNovember 30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaNovember 30
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 30
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 11/09 p. 6

Purogramu Yevhiki yaNovember 30

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 30

Rwiyo 139

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 13 ¶5-15, bhokisi riri pap. 150

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dheuteronomio 32-34

Nha. 1: Dheuteronomio 32:1-21

Nha. 2: “Zuva Guru raJehovha” Chii? (Zef. 1:14)

Nha. 3: Hama Nehanzvadzi Dzedu Ndivanaani? (lr-CA chits. 43)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 134

5 min: Zviziviso.

10 min: Mabhuku Achagoverwa Muna December. Ivaiwo nemuenzaniso wokugadzirira kunoita mhuri mharidzo dzavanoshandisa muushumiri. Baba vacho vanoenzanisira mharidzo yavo, uye mumwe wemumhuri anobva atiwo anoda kuenzanisira yake.

10 min: “Tiri Zvapupu Nguva Dzose.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

10 min: Bhokisi Remubvunzo. Kukurukurirana nevateereri. Kana kuti mukuru angakurukura nyaya inoti, “Vanogara Kwavo Voga Asi Havana Kukanganwika” iri muNharireyomurindi yaApril 15, 2008, mapeji 25-28. Tapota taurai kushanda kunoita mashoko acho muungano yenyu.

Rwiyo 3

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe