RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/09 p. 3
  • Purogramu Yevhiki yaNovember 23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaNovember 23
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 23
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 11/09 p. 3

Purogramu Yevhiki yaNovember 23

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 23

Rwiyo 175

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 13 ¶1-4, mabhokisi ari pamap. 148-149, 158-159

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dheuteronomio 28-31

Nha. 1: Dheuteronomio 30:1-14

Nha. 2: Chikonzero Nei Tichifanira Kushanda (lr-CA chits. 42)

Nha. 3: Magwaro Anoti “Boka Guru” Rine Tariro Yei? (rs-CA p. 74 ¶4–p. 75 ¶1)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 206

5 min: Zviziviso.

5 min: Gadzirira Kugovera Nharireyomurindi neAwake! Taurai nyaya dzinganyanya kufarirwa mundima yenyu. Ivaiwo nemuenzaniso unoratidza kubatsira muparidzi mutsva kungaita muparidzi ane ruzivo kugadzirira basa remagazini.

25 min: “Kubatsira Ndima Yevanotaura Mutauro Wekune Imwe Nyika.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Makurukura ndima 4, itai kuti muparidzi aenzanisire zvataurwa.

Rwiyo 165

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe