RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/09 p. 2
  • Purogramu Yevhiki yaNovember 16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaNovember 16
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 16
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 11/09 p. 2

Purogramu Yevhiki yaNovember 16

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 16

Rwiyo 62

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 12 ¶15-22, bhokisi riri pap. 140

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dheuteronomio 23-27

Nha. 1: Dheuteronomio 25:1-16

Nha. 2: Vana Vanofadza Mwari (lr-CA chits. 41)

Nha. 3: Zvii Zvatinofanira Kuona Sezvitsvene?

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 146

5 min: Zviziviso.

10 min: Shandisa Kunzwisisa Uye Svika Pamwoyo. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 258, ndima 1, kusvika kupeji 259, ndima 3.

10 min: Tungamirira Vanofarira Kusangano raJehovha. Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku raTakarongwa, peji 99, ndima 1-3. Ivaiwo nemuenzaniso unoratidza muchidimbu imwe yepfungwa dziri mumashoko acho.

10 min: “Pisai Nomudzimu.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 16

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe