RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/09 p. 1
  • Purogramu Yevhiki yaNovember 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaNovember 9
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 9
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 11/09 p. 1

Purogramu Yevhiki yaNovember 9

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 9

Rwiyo 145

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 12 ¶9-14

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dheuteronomio 19-22

Nha. 1: Dheuteronomio 22:1-19

Nha. 2: Nzira Yokufadza Nayo Mwari (lr-CA chits. 40)

Nha. 3: Vanhu 144 000 vaJudha Bedzi Here? (rs-CA p. 73 ¶6–p. 74 ¶3)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 11

5 min: Zviziviso.

10 min: Zvatinofanira Kuita Panyaya Yokugoverwa Kwemabhuku. Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku raTakarongwa, peji 133, ndima 1-3. Taurai kukosha kwokuti muparidzi oga oga asatambisa mabhuku.

20 min: “Tinofanira Kudzokera Rini Kune Vanenge Vafarira?” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Ivai nemuenzaniso wemuparidzi ari kushanyazve aine chinangwa chekutanga chidzidzo cheBhaibheri.

Rwiyo 214

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe