Zvinokurudzira Zvomuushumiri
Muna April, takava nenhamba yepamusoro yokudzokerera, yezvidzidzo zveBhaibheri zvepamusha uye yemagazini akagoverwa. Gore rino takavawo nenhamba yepamusoro yevakapinda Chirangaridzo yevanhu 85 233.
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.