RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/09 p. 2
  • Purogramu Yevhiki yaSeptember 21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaSeptember 21
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 21
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 9/09 p. 2

Purogramu Yevhiki yaSeptember 21

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 21

Rwiyo 69

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 10 ¶9-15, bhokisi riri pap. 114

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 30-32

Nha. 1: Numeri 32:1-15

Nha. 2: Chii Chichaitika Kana Tikafa? (lr-CA chits. 34)

Nha. 3: Upenyu Hwokudenga Itariro yevaKristu Vese Here? (rs-CA p. 71 ¶2-p. 72 ¶1)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 141

5 min: Zviziviso.

10 min: Gadzirira Kugovera Nharireyomurindi yaOctober 1 neAwake! yaOctober ine nyaya inokosha. Taurai zvishoma zviri mumagazini ari kushandiswa. Bvunzai vateereri nyaya dzinganyanya kufarirwa mundima yenyu dzeAwake! yaOctober ine nyaya inokosha. Bvunzai piyona ane unyanzvi pakugadzirira uye kusuma zvinobudirira uye ngaaenzanisire zano rimwe chete achishandisa Awake! ine nyaya inokosha.

10 min: Kana Mumwe Munhu Akati, ‘Ini Handifariri.’ Kukurukura nevateereri mashoko ari papeji 16 mubhuku raKurangarira. Rongai kuti muparidzi aenzanisire zano rimwe kana kuti maviri ari ipapo.

10 min: “Shandisa Bhaibheri Neunyanzvi.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 107

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe