RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/09 p. 1
  • Purogramu Yevhiki yaSeptember 14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaSeptember 14
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 14
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 9/09 p. 1

Purogramu Yevhiki yaSeptember 14

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 14

Rwiyo 117

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 10 ¶1-8

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 26-29

Nha. 1: Numeri 27:1-14

Nha. 2: Kutungamirira Pfungwa Kudii, uye Nei Kuchikosha? (VaEf. 6:4)

Nha. 3: Jesu Anogona Kutidzivirira (lr-CA chits. 33)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 33

5 min: Zviziviso.

10 min: Kushanyazve. Kukurukurirana nevateereri ndima nhatu dziri pasi pekamusoro kari papeji 96 mubhuku raTakarongwa. Enzanisiraiwo kushanyazve kungaitwa pamunhu akatora bhuku riri kugoverwa mumwedzi uno.

10 min: Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri. Tsanangurai zvakaitika, kana kuti bvunzai vaparidzi zvakaitwa mundima yenyu pavaiedza kutanga zvidzidzo zveBhaibheri pazuva rakasarudzirwa basa iri rinokosha. Muchishandisa bhuku riri kugoverwa muno muna September, enzanisirai kutangwa kungaitwa chidzidzo cheBhaibheri pakushanya kekutanga.

10 min: “Uchapindura Sei?” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 56

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe