RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/09 p. 1
  • Purogramu Yevhiki yaAugust 10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaAugust 10
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 10
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 8/09 p. 1

Purogramu Yevhiki yaAugust 10

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 10

Rwiyo 78

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 8 ¶11-18

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 7-9

Nha. 1: Numeri 9:1-14

Nha. 2: Mapati Ose Anofadza Mwari Here? (lr-CA chits. 29)

Nha. 3: Kuratidza Kwatingaita Kuti Takavimbika Kuna Jehovha

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 47

5 min: Zviziviso.

10 min: Zviri Kugoverwa Muna August. Mharidzo yave ichibudirira mundima yenyu ingaenzanisirwa. Uyewo, ratidzai kushandiswa kungaitwa bhurocha racho pamunenge muchitanga chidzidzo cheBhaibheri.

10 min: Kutsanangura Umambo. Hurukuro inotorwa pamashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 280, ndima 1, kusvika kupeji 281, ndima 2.

10 min: “Purogiramu Yezuva Regungano Chairo ya2010.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 93

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe