RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/09 p. 3
  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJuly 27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJuly 27
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 27
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 7/09 p. 3

Purogiramu Yomusangano Webasa waJuly 27

VHIKI INOTANGA NAJULY 27

Rwiyo 77

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA mashoko okuwedzera map. 215-218

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 1-3

Nha. 1: Numeri 3:1-20

Nha. 2: Nei Kuva Munyoro Kuchida Kuzvidzora

Nha. 3: Mwari Wako Ndiani? (lr-CA chits. 27)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 131

5 min: Zviziviso.

10 min: Shandisa Mibvunzo Zvinobudirira. Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri peji 236 kusvika kupeji 237, ndima 2. Enzanisirai muchidimbu pfungwa imwe chete kana mbiri dziri pandima idzodzo.

10 min: Bvunzai vabereki vaviri kana vatatu vane muenzaniso wakanaka. Vanokunda sei chipingamupinyi chingavapo pakuita ushumiri hwavo semhuri? Matanho api avakatora kuti vabatsire vana vavo kuti vashingaire muushumiri? Vakashandisa sei urongwa hwoKunamata Kwemhuri panyaya iyi?

10 min: “Rumbidzai Jehovha Zuva Roga Roga.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 154

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe