RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/09 p. 2
  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJuly 20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJuly 20
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 20
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 7/09 p. 2

Purogiramu Yomusangano Webasa waJuly 20

VHIKI INOTANGA NAJULY 20

Rwiyo 73

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 7 ¶20-28

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Revhitiko 25-27

Nha. 1: Revhitiko 25:39-54

Nha. 2: Chikonzero Nei Zvakaoma Kuita Zvakanaka (lr-CA chits. 26)

Nha. 3: Kudai Adhamu Asina Kuita Chivi, Angadai Akaenda Kudenga Here? (rs-CA p. 69 ¶5-6)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 46

5 min: Zviziviso.

10 min: Kuisa Kristu Senheyo. Hurukuro inotorwa pamashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 278, ndima 1-4.

10 min: Gadzirira Kugovera Nharireyomurindi yaAugust 1 neAwake! yaAugust. Mambotaura muchidimbu zviri mumagazini acho, kumbirai vateereri kuti vataure kuti inyaya dzipi dzavanofunga kuti dzinganakidza vanhu mundima yenyu uye nei. Kumbirai vateereri kuti vataure mubvunzo wavangashandisa kutanga kukurukura nevanhu uye rugwaro rwavangashandisa vasati vagovera magazini acho. Gumisai nokuenzanisira kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

10 min: “Gungano Redunhu Rinotibatsira Kuchengetedza Ukama Hwedu naMwari.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 65

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe