RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/09 p. 2
  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJune 15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yomusangano Webasa waJune 15
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJUNE 15
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 6/09 p. 2

Purogiramu Yomusangano Webasa waJune 15

VHIKI INOTANGA NAJUNE 15

Rwiyo 175

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 6 ¶1-9

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Revhitiko 6-9

Nha. 1: Revhitiko 8:1-17

Nha. 2: ‘Unodavira Kuporesa Here?’ (rs-CA p. 134 ¶1–2)

Nha. 3: Chikonzero Nei Tisingafaniri Kureva Nhema (lr-CA chits. 22)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 25

5 min: Zviziviso.

10 min: Paridza Mashoko Akanaka. Hurukuro ine upenyu inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 279, ndima 1-4.

10 min: Kana Mumwe Munhu Akati, ‘Ko iwe wakaberekwa patsva here?’ Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku raKurangarira pamapeji 109-110. Itai kuti muparidzi aenzanisire muchidimbu achishandisa rimwe remazano ari mubhuku raKurangarira kupindura mubvunzo wacho.

10 min: “Nyatsogadzirira Kudzidzisa.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 68

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe