RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/09 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 25
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 25
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 5/09 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaMay 25

VHIKI INOTANGA NAMAY 25

Rwiyo 74

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 5 ¶7-​15

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 34-​37

Nha. 1: Eksodho 37:​1-​24

Nha. 2: Kurwa Kwakanaka Here? (lr-CA chits. 19)

Nha. 3: Kuita Madiro Kudii, uye Nei Tisingafanira Kuaita?

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 193

5 min: Zviziviso.

10 min: Gadzirirai Kugovera Nharireyomurindi yaJune 1 neAwake! yaJune. Mambotaura muchidimbu zviri mumagazini acho, kumbirai vateereri kuti vataure kuti inyaya dzipi dzavakaronga kuzoshandisa uye kuti nei. Mibvunzo ipi uye magwaro api zvingashandiswa pakusuma nyaya dzacho? Enzanisirai kugovera kwamungaita magazini imwe neimwe mundima yenyu.

10 min: Kupupurira Jesu. Hurukuro inotorwa pandima nhatu dziri papeji 275 pakamusoro kataurwa uye ndima yokutanga papeji 276 mubhuku reChikoro Choushumiri.

10 min: “Ngatishandisei Mabhuku Edu Zvakanaka.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Udzai ungano kusiyana kwenhamba yemabhuku akatorwa nenhamba yemabhuku akashumwa kuti akagoverwa.

Rwiyo 123

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe