RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/09 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 18
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 18
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 5/09 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaMay 18

VHIKI INOTANGA NAMAY 18

Rwiyo 24

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 5 ¶1-⁠6, mabhokisi ari pamap. 52, 55

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 30-​33

Nha. 1: Eksodho 31:​1-​18

Nha. 2: Nei Zvipo Zvekuporesa Zvakapiwa Muzana Rekutanga Remakore (rs-CA p. 132 ¶3–p. 133 ¶3)

Nha. 3: Unoyeuka Kuti Mazvita Here? (lr-CA chits. 18)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 140

5 min: Zviziviso.

10 min: Zita raMwari​​—⁠Nhare Yakasimba. Hurukuro inobva pamashoko anotangira pakamusoro kechipiri kari papeji 274 mubhuku reChikoro Choushumiri.

10 min: Zvinhu Zvitatu Zvinoita Kuti Sumo Dzibudirire. Kukurukura nevateereri mashoko ari mubhuku raKurangarira papeji 9 ndima 1. Makurukura mashoko acho, enzanisirai kusumwa kungaitwa bhuku richange richigoverwa muna June.

10 min: “Kugadzirira Kwatingaita Musangano Webasa.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 28

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe