RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/09 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 20
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 20
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 4/09 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaApril 20

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 20

Rwiyo 8

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 4 ¶1-11

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 15-18

Nha. 1: Eksodho 15:1-19

Nha. 2: Kusabatanidzwa Mukunamata Kwenhema Kunorevei?

Nha. 3: Chidzidzo Chokuva Nemutsa (lr-CA chits. 15)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 49

5 min: Zviziviso.

10 min: Uchapupu Hunoratidza kuti Bhaibheri Rakafuridzirwa. Kukurukura nevateereri mashoko ari mubhuku raKurangarira mapeji 41-45.

10 min: Gadzirira Kugovera Nharireyomurindi yaMay 1 neAwake! yaMay. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti inyaya dzipi dzinganyanya kufarirwa mundima yenyu uye kuti nei. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei mundima yenyu. Mune mumwe muenzaniso wacho, ratidzai kutangwa kungaitwa chidzidzo cheBhaibheri pakudzokerera.—Ona km-CA 8/07 p. 3.

10 min: “Dzidzisa Vaya Vasinganyatsokwanisi Kuverenga.” Pakukurukura ndima 3, enzanisirai muchidimbu piyona achishandisa zvakakodzera mufananidzo uri mubhuku rinenge riri kudzidzwa.

Rwiyo 170

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe