RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/09 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 13
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 13
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 4/09 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaApril 13

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 13

Rwiyo 38

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA mashoko okuwedzera, kamusoro kari pap. 207 kusvika pane kari pap. 209

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 11-14

Nha. 1: Eksodho 12:21-36

Nha. 2: Chikonzero Nei Tichifanira Kukanganwira (lr-CA chits. 14)

Nha. 3: Kusiyana Kwekurapa Kwaiitwa naJesu Nevaapostora Vake Nekunoitwa Mazuva Ano (rs-CA p. 130 ¶4–p. 131 ¶2)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 125

5 min: Zviziviso.

10 min: Dzokororai kubudirira kwakaitika pazuva rinokosha rokutsvaka vokudzidza navo Bhaibheri. Rondedzerai chakaitika mundima yenyu chimwe chete kana zviviri.

10 min: Chenjerera Pakupupurira. Kukurukura nevateereri mashoko ari pamusoro muduku uri nechepasi papeji 197 yebhuku reChikoro Choushumiri. Enzanisirai kuti muparidzi angaita sei kana saimba akaramba kuparidzirwa sezvinowanzoitwa nevakawanda.

10 min: “Kuparidza Kunoita Kuti Tirambe Takasimba Pakunamata.” Kukurukura nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 5

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe