Purogramu Yevhiki yaMarch 23
VHIKI INOTANGA NAMARCH 23
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
lv-CA chits. 3 ¶1-7, bhokisi riri pap. 29
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 47-50
Nha. 1: Genesisi 48:1-16
Nha. 2: Tinofanira Kutya Dhiyabhorosi Here?
Nha. 3: Kubatsira Kunobva Kungirozi dzaMwari (lr-CA chits. 11)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Gadzirira Kugovera Nharireyomurindi yaApril 1 neAwake! yaApril. Kukurukura nevateereri. Mambotaura muchidimbu zviri mumagazini acho, kumbirai vateereri kuti vataure kuti inyaya dzipi dzavakaronga kuzoshandisa mundima uye kuti nei. Mibvunzo ipi uye magwaro api zvingashandiswa pakusuma nyaya dzacho? Enzanisirai kugovera kwamungaita magazini imwe neimwe. Pane mumwe muenzaniso wacho, ratidzai kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei pakudzokerera.
10 min: Zvomuungano yenyu.
10 min: Ratidza Kuti Unoremekedza Nokunyatsoteerera Uye Kufunga Nezvemaonero Asaimba. Hurukuro uye kukurukura nevateereri kubva mubhuku reChikoro Choushumiri mapeji 186-187. Muparidzi ngaaenzanisire kushandiswa kungaitwa mazano acho. Zvadaro, kumbirai vateereri kuti vataure nei nzira yashandiswa nemuparidzi uyu yabudirira.