RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/09 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 9
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 9
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 2/09 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 9

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 9

Rwiyo 118

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jd-CA chits. 14 ¶10-​17

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 25-​28

Nha. 1: Genesisi 25:​1-​18

Nha. 2: Mudzidzisi Mukuru Aiitira Vamwe Zvakanaka (lr-CA chits. 6)

Nha. 3: Chinoita Kuti Vanhu Vatadze Kuunza Rusununguko (rs-CA p. 84 ¶4–p. 85 ¶4)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 211

5 min: Zviziviso.

8 min: Hendibhiri Idzva Reungano. Hurukuro inotsanangura zvakaita hendibhiri racho idzva uye kushandiswa kwarichaitwa. Rinofanira kupiwa kune vose vanoratidza kufarira. Enzanisira kuti hendibhiri racho ringashandiswa sei paimba neimba uye pakudzokerazve.

10 min: Zvakaitika Pakutanga Zvidzidzo zveBhaibheri. Rondedzera zvakaitwa neungano yenyu pakutanga zvidzidzo zveBhaibheri pakupera kwevhiki kwakasarudzwa mwedzi wapera. Kurudzira vose kuti vatangewo zvidzidzo zveBhaibheri pazuva iri rinokosha.

12 min: “Mushandirapamwe Wokuzivisa nezveChirangaridzo!” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Ipa mumwe nomumwe aripo pepa rake rokukokera Chirangaridzo uye kurukura zvirimo. Enzanisira kuti pepa racho ringagoverwa sei.

Rwiyo 87

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe