RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/08 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
km 4/08 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Apr. 1

“Sezvo zviwanikwa zvenyika zviri kubatwa zvisina kunaka, makambozvibvunza kuti nyika icharamba iripo here? [Rega apindure.] Onai vimbiso iyi inonyaradza. [Verenga Pisarema 104:5.] Nyaya ino inoratidza zvinotaurwa neBhaibheri nezveremangwana.” Muratidze nyaya inotangira papeji 10.

Awake! Apr.

“Sezvo tiine zvakawanda zvokuita, vakawanda vanoona zvakaoma kuwana nguva yokunamata Mwari.” Imi munoona zvakakuomerai here? [Rega apindure. Zvadaro verenga VaEfeso 5:15-17.] Munyaya ino Bhaibheri rinotsanangura zvinonzwisisika kuti Mwari anotarisira kuti tipedze nguva yakawanda sei nesimba mubasa rake.” Muratidze nyaya inotangira papeji 20.

Nharireyomurindi May 1

“Vanhu vakawanda vanoti vanotenda chete zvinhu zvavanoona. Munobvumirana navo here? [Rega apindure. Zvadaro verenga VaRoma 1:20.] Magazini ino inosimbisa unhu hutatu huna Mwari hwatinonyatsoona pazvinhu zvaakasika uye inokurukura kubatsirwa kwatinoitwa nokuziva unhu uhwu.”

Awake! May

“Mazuva ano vanhu vakawanda vanotya remangwana. Munofunga kuti zvinhu zvichanaka here, kana kuti zvichatoipisisa? [Rega apindure. Zvadaro verenga Zvakazarurwa 21:3, 4.] Magazini ino inotsanangura kuti nei tichigona kuvimba kuti Mwari achakurumidza kugadzirisa zvinetso zvakaoma zvatadza kugadziriswa nevanhu.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe