RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/06 p. 4
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
km 8/06 p. 4

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Aug. 15

“Tingada kuziva zvamunofungawo nezvechimwe chinhu chakataurwa naJesu. [Verenga Mateu 5:5.] Panozozadzika zvakapikirwa izvi, munofunga kuti mamiriro ezvinhu panyika pano achange akaita sezvaari iye zvino here? [Rega apindure.] Magazini ino inoratidza zviri muBhaibheri kuti Jesu achachinja sei nyika. Inotsanangurawo kuti ndivanaani vachagara nhaka yenyika.”

Awake! Aug.

“Munofunga tichazombofa takaonazve vadiwa vedu vakafa here? [Rega apindure.] Onai zvakapikirwa naJesu nezvevakafa. [Verenga Johani 5:28, 29.] Magazini ino inotsanangura zviri muBhaibheri kuti chii chinoitika patinofa.” Muratidze nyaya inotangira papeji 28.

Nharireyomurindi Sept. 1

“Vanhu vakawanda mazuva ano havachafariri zvechitendero. Munofunga kuti kuva muchitendero kunobatsira kuti uve munhu ari nani here? [Rega apindure.] Onai zvakafanotaurwa neBhaibheri kuti vamwe vanhu vaizotsvaka muchitendero mumazuva okupedzisira. [Verenga 2 Timoti 4:3, 4.] Magazini ino inotsanangura kuti kunamata kwechokwadi kunokudza sei Mwari uye kuti kunotibatsira sei.”

Awake! Sept.

“Vanhu vakawanda vanoshamisika kana kudavira muna Mwari kuine chokuita nesayenzi. Munofungei? [Rega apindure. Zvadaro verenga VaHebheru 3:4.] Magazini ino yeAwake! inoongorora uchapupu huripo hwakazoita kuti masayendisiti adavire kuti kune Musiki.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe