Fungisisa Uprofita hwaDhanieri!
Purogiramu yokudzidza yevhiki yaJune 27, 2005, kusvika kuna April 10, 2006.
(Kana uchida mashoko azere, ona Ushumiri hwacho)
Vhiki ya- Chitsauko Ndima Ndima Dziri
Kudzidzwa
June 27 1 1-18
July 4 2 1-15
11 2 16-32
Aug. 1 3 27-37 Dhan. 1:16-21
Sept. 5 5 18-25* Dhan. 3:19-30
Oct. 3 7 17-28 Dhan. 5:24-31
Dec. 5 11 1-12 Dhan. 9:1-23
Jan. 2 12 14-22 Dhan. 10:9-21
Feb. 6 14 16-27 Dhan. 11:25, 26
Mar. 6 16 18-28 Dhan. 11:42-45
Apr. 3 18 1-12 Dhan. 12:13
Verengai uye kurukurai mashoko okuwedzera pamunenge mava kuita ndima kana kuti mubvunzo unotaura nezvemashoko acho. Somuenzaniso, bhokisi rinoti, “Nhau Yemutauro” (p. 26, uye mubhuku remabhii makuru map. 32-3) rinofanira kukurukurwa pamwe chete nechitsauko 2, ndima 25, mubvunzo (c). Kurukurai machati nezvimwe zvinhu zvinooneka zviri mubhuku racho zvakadai semapikicha, mepu, nezvimwewo papfungwa dzakakodzera dzechidzidzo chacho. Tapota zivai kuti bhuku remabhii makuru harina mifananidzo kana machati zviri pamapeji 56, 139, and ne188-9 mune rimwe bhuku. Panopera chidzidzo chevhiki nevhiki, verengai uye kurukurai “ndima dziri kudzidzwa” mubhuku raDhanieri, kana nguva iripo.
Kana nguva iripo, mungadzokororawo “ndima dzaidzidzwa” muvhiki yakapfuura.