RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/02 p. 2
  • Nyaya Dzakanaka Zvikuru Dzokuverenga!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dzakanaka Zvikuru Dzokuverenga!
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
km 11/02 p. 2

Nyaya Dzakanaka Zvikuru Dzokuverenga!

Haubvumi here kuti misoro iyi yenyaya dzeNharireyomurindi dzakapfuura yakanaka zvikuru kuverenga?

“Kuparidza Zvinobudirira Pamba Nemba”

“Kupindura Mubvunzo Wokuti, Wakaponeswa Here?”

Nyaya idzi nedzimwe dzakawanda dzaiva muNharireyomurindi muna 1952. Dzanyanya kuva dzekare kwatiri kuti dzitibatsire iye zvino here? Aiwa! Unokwanisa kuwana mabhaundi vhoriyamu eNharireyomurindi dza1952 muchiRungu. (Mabhaundi vhoriyamu echiRungu emakore a1953 kusvika 1959 aripowo.) Vaparidzi vose vanoda mabhaundi vhoriyamu aya eNharireyomurindi vangaaodha iye zvino nokumutarisiri wemabhuku eungano.

Mutariri weChikoro chaMwari Choushumiri anofanira kutarira kuti aone kana pane mabhaundi vhoriyamu ari kushayikwa paraibhurari yeImba yoUmambo ndokuaodha.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe