Zviziviso
◼ Mabhuku achagoverwa muna June: Mwari Anodei Kwatiri? Vavarirai kutanga zvidzidzo zveBhaibheri zvapamusha. July naAugust: Chero bhurocha ripi zvaro rine mapeji 32 pane anotevera ringagoverwa: Apo Mumwe Munhu Waunoda Anofa, Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?, Chii Chiri Donzo Roupenyu?, Farikanya Upenyu Pasi Pano Nokusingaperi!, Hurumende Ichaunza Paradhiso, Midzimu Yavakafa—Inogona Kukubetsera Here Kana Kuti Kukukuvadza?, Mwari Anotiitira Hanya Zvomenemene Here?, Unofanira Kudavira Utatu Here? uye Zita raMwari Richagara Nokusingaperi. September: Zivo Inotungamirira Kuupenyu Husingaperi kana kuti Mwari Anodei Kwatiri?