RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/99 p. 7
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1999
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1999
km 11/99 p. 7

Zviziviso

◼ Mabhuku achagoverwa muna November: Mwari Anodei Kwatiri? kana kuti Zivo Inotungamirira Kuupenyu Husingaperi. December: Zivo Inotungamirira Kuupenyu Husingaperi pamwe neShanduro Yenyika Itsva. January: Bhuku ripi neripi rine mapeji 192 rakabudiswa 1986 asati asvika iro ungano ingava naro. Ungano dzisina mugove wemabhuku akadaro dzingagovera bhuku rinonzi Iwe Unogona Kurarama Nokusingaperi muParadhiso Pasi pano. February: Chakavanzika Chomufarwa Wemhuri.

◼ Vatariri vebasa vanokurudzirwa kutanga iye zvino kugadzirira nokuda kwebasa chairo gore rinouya. Izvi zvinosanganisira kuodha mafomu akakwana eKumbiriso Youpiyona Hwebetsero (S-205b) mukutarisira kukumbira kwakawanda kuchaitwa mumwaka weChirangaridzo. Zvaikurudzira gore rino kuti taiva nenhamba yepamusoro kupfuura dzose yemapiyona ebetsero 4 764 akashuma muna April. Tingapfuura nhamba iyi gore rinouya here? Nokufanogadzirira nokukurudzira zvakananga tinovimba kuti tingaipfuura.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe