RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/95 p. 7
  • Mashoko Oushe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Oushe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1995
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1995
km 7/95 p. 7

Mashoko Oushe

Cyprus: Nhamba itsva yapamusoro yavaparidzi 1 626 yakasvikwa muna February. Vakapinda zuva reGungano Chairo ravo vakanga vari 2 249.

Ethiopia: Kwaiva navaparidzi 4 587 vakashuma muna February. Iyi yakanga iri nhamba itsva yapamusoro. Horo dzoUmambo itsva mbiri dzakatsaurirwa imomo mukati momwedzi wacho.

Philippines: Nhamba itsva yapamusoro yavaparidzi 119 549 yakashuma muna February.

Rwanda: Kokorodzano Yoruwa yo“Rutyo Rwoumwari” yakaitwa misi ichangobva kupfuura iyi mumapoka maduku nehwerengedzo yavakapinda 6 062, uye vane 178 vakabhapatidzwa.

Trinidad: Nhamba itsva yapamusoro yavaparidzi 6 786 yakashuma muna February.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe