Yekudzidza
DECEMBER 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA: FEBRUARY 3–MARCH 1, 2020
© 2019 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Munyika itsva, tichanakidzwa nekuita basa rakanaka uye rinogutsa (Ona nyaya yekudzidza 50, ndima 17)