RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w19 November p. 32
  • Nyaya Dziri Pajw.Org

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri Pajw.Org
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
w19 November p. 32

Nyaya Dziri Pajw.Org

VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI

Pane Chakaipa Here Nekuvaraidzwa Nezvinhu Zvemidzimu?

Vakawanda vanofarira zvinhu zvakadai semadhimoni, mavampire, zvipoko uye zveuroyi. Pane here zvaunofanira kungwarira?

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA > VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI.

WAIZVIZIVA HERE?

Zvakawanikwa Paicherwa Matongo Zvinoratidza Kuti Mambo Dhavhidhi Akamborarama Zvechokwadi

Vamwe vanoti Dhavhidhi haana kumbobvira avako, dzingoriwo ngano. Chii chakawanikwa nevanochera matongo?

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > NHOROONDO DZEKARE UYE BHAIBHERI > BHAIBHERI HARINYEPI PARINOTAURA NYAYA DZAKAITIKA KARE.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe